Jobho 33:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Asi zvino, Jobho, chinzwa mashoko angu; rerekera nzeve yako pane zvose zvandinoreva.

2. Ndava kuchizoshamisa muromo wangu; mashoko angu ari pamuromo worurimi rwangu.

3. Mashoko angu anobva pamwoyo wakarurama; muromo wangu uchataura chokwadi chandinoziva.

4. Mweya waMwari wakandiita; kufema kwaWamasimba Ose kunondipa upenyu.

Jobho 33