Jobho 32:9-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

9. Havazi vakuru bedzi vakachenjera, kana vatana chete vanganzwisisa zvakanaka.

10. “Naizvozvo ndinoti: Nditeererei; nemiwo ndichakuudzai zvandinoziva.

11. Ndakambomirira pamaitaura, ndakateerera pfungwa dzenyu; pamakanga muchitsvaka mashoko,

Jobho 32