Jobho 32:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Erihu mwanakomana waBharakeri muBhuzi akati: “Ndiri muduku pamakore, uye imi muri vakuru; ndokusaka ndanga ndichitya, ndisingadi kukuudzai zvandinoziva.

Jobho 32

Jobho 32:5-11