Jobho 32:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Erihu mwanakomana waBharakeri muBhuzi, wemhuri yaRami, akatsamwira Jobho zvikuru nokuda kwokuzviruramisira kwake panzvimbo yokuti zviitwe naMwari.

Jobho 32

Jobho 32:1-8