Jobho 32:13-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. Regai kuti, ‘Tawana uchenjeri; regai Mwari amukonese, kwete munhu.’

14. Asi Jobho haana kunongedza mashoko ake kwandiri, uye handingamupinduri pakukakavadzana kwenyu.

15. “Vashamiswa uye havachina rokureva; vapererwa namashoko.

Jobho 32