Jobho 31:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Ndakaita sungano nameso angu kuti ndirege kutarisa musikana noruchiva.

2. Nokuti mugove womunhu unobva kumusoro kuna Mwari ndoweiko, iyo nhaka yake inobva kuna Wamasimba Ose?

3. Ko, hakuzi kuparadzwa kwavakaipa, nenjodzi kuna avo vanoita zvakaipa here?

Jobho 31