Jobho 28:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Munhu anoita kuti rima ripere; anotsvakisisa kusvikira kumucheto chaiko, mhangura iri murima rakasviba kwazvo.

4. Anovhura mugodhi kure nokunogara vanhu, kunzvimbo dzakakanganikwa norutsoka rwomunhu; kure navanhu anorezuka ndokuzeya uku nokuku.

5. Iyo nyika, zvokudya zvichibva mairi, inoshandurwa nechapasi seinoshandurwa,

Jobho 28