Jobho 28:26-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. paanoita chirevo chemvura negwara romutinhiro wemheni,

27. ipapo akatarira kuuchenjeri akahunzvera; akahusimbisa uye akahuedza.

28. Zvino akati kumunhu, ‘Kutya Ishe, ndihwo uchenjeri, uye kusiya zvakaipa ndiko kunzwisisa.’ ”

Jobho 28