Jobho 28:24-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. nokuti anoona magumo enyika, uye anoona zvinhu zvose zviri pasi pamatenga.

25. Paanosimbisa simba remhepo uye nokuyera mvura,

26. paanoita chirevo chemvura negwara romutinhiro wemheni,

27. ipapo akatarira kuuchenjeri akahunzvera; akahusimbisa uye akahuedza.

Jobho 28