Jobho 28:11-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

11. Anotsvakisisa panotangira nzizi nokubudisa zvinhu zvakavanzika pachena.

12. “Asi uchenjeri hungawanikwepiko? Kunzwisisa kunogarepiko?

13. Munhu haanzwisisi kukosha kwahwo; hahungawanikwi munyika yavapenyu.

14. Pakadzika panoti, ‘Hahuzi mandiri.’ gungwa rinoti, ‘Hahuzi pandiri.’

Jobho 28