11. Mbiri dzokudenga dzinodengenyeka, dzichivhunduswa nokutuka kwake.
12. Akabvongodza gungwa nesimba rake; akagura-gura Rahabhi nenjere dzake.
13. Matenga akashongedzwa nokufema kwake; ruoko rwake rwakabaya nyoka inobhururuka.
14. Uye izvi ndiwo macheto oga ebasa rake; haiwa tinonzwa kuzevezera kwake seiko! Zvino ndianiko anganzwisisa kutinhira kwesimba rake?”