Jobho 24:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. Vanokudzwa kwechinguva chiduku, gare gare vaenda; vanodukupiswa ndokuunganidzwa savamwe vose, vanochekwa sehura dzezviyo.

25. Kana zvisina kudaro, ndiani anganditi ndinoreva nhema, agoshayisa mashoko angu simba?”

Jobho 24