Jobho 23:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo Jobho akapindura akati:

2. “Kunyange nanhasi ndonyunyuta ndine shungu; ruoko rwake runondiremera kunyange ndiri pakugomera kwangu.

3. Dai chete ndaiziva kwandingamuwana; dai chete ndaigona kuenda kwaanogara!

4. Ndaitaura hangu mhaka yangu pamberi pake, uye ndaizadza muromo wangu nenharo.

Jobho 23