Jobho 20:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo Zofari muNaamati akapindura akati:

2. “Ndangariro dzangu dzokutambudzika dzinondikurumidzisa kuti ndipindure nokuti ndakanganisika kwazvo.

3. Ndiri kunzwa kutsiura kunondizvidza, uye kunzwisisa kwangu kunondikurudzira kuti ndipindure.

Jobho 20