Jobho 20:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo Zofari muNaamati akapindura akati:

2. “Ndangariro dzangu dzokutambudzika dzinondikurumidzisa kuti ndipindure nokuti ndakanganisika kwazvo.

Jobho 20