Jobho 19:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Zvino kava kagumi kose muchingonditsoropodza; munondirwisa musina nenyadzi dzose.

4. Kana chiri chokwadi kuti ndakatsauka, kukanganisa kwangu kuchagara neni ndoga.

5. Kana zvechokwadi mungada henyu kuzvikudza pamusoro pangu mukashandisa kuripiswa kuri pamusoro pangu,

Jobho 19