Jobho 19:15-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Vaenzi vangu navarandakadzi vangu vava kundiita mubvakure; vanondiona somutorwa.

16. Ndinodana muranda wangu, asi haapinduri, kunyange ndikamunyengetedza nomuromo wangu chaiwo.

17. Kufema kwangu kunonyangadza kumukadzi wangu; ndinosemesa kuhama dzangu chaidzo.

18. Kunyange nezvikomana zviduku zvinondiseka; pandinosvika vanondituka.

Jobho 19