Jobho 17:1-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mweya wangu waputsika, mazuva angu aitwa mashoma, guva rakandimirira.

2. Zvirokwazvo vaseki vakandipoteredza; meso angu anofanira kuramba akatarisa kutsamwa kwavo.

3. “Ndipei, imi Mwari chitsidzo chamunoda. Ndianiko achandiisira rubatso?

4. Makapofumadza ndangariro dzavo pakunzwisisa; naizvozvo hamungavatenderi kukunda.

5. Kana munhu akaramba shamwari dzake nokuda kwomubayiro, meso avana vake achaneta.

Jobho 17