Jobho 17:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mweya wangu waputsika, mazuva angu aitwa mashoma, guva rakandimirira.

2. Zvirokwazvo vaseki vakandipoteredza; meso angu anofanira kuramba akatarisa kutsamwa kwavo.

3. “Ndipei, imi Mwari chitsidzo chamunoda. Ndianiko achandiisira rubatso?

Jobho 17