Jobho 14:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mazuva omunhu akatarwa; makatema kuwanda kwemwedzi yake, mukamutarira miganhu yaasingagoni kudarika.

Jobho 14

Jobho 14:1-9