Jobho 13:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Asi ndinoshuva kutaura naWamasimba Ose nokuzvidavirira mhaka yangu kuna Mwari.

4. Kunyange zvakadaro, imi munondizora nhema; muri varapi vasina maturo, imi mose!

5. Haiwa, dai bedzi mainyarara henyu! Nokuti kungava kungwara kwamuri.

Jobho 13