Jobho 12:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. Anotorera vatungamiriri venyika kunzwisisa kwavo; anovaendesa vachingodzungaira pasina nzira.

25. Vanotsvanzvadzira murima vasina chiedza; anoita kuti vadzedzereke sezvidhakwa.

Jobho 12