Jobho 10:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ndine mhosva, ndine nhamo! Kunyange dai ndisina mhosva, handingasimudzi musoro wangu, nokuti ndizere nenyadzi uye ndakanyura mukutambudzika kwangu.

Jobho 10

Jobho 10:8-22