Jobho 1:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

21. akanamata achiti: “Ndakabuda mudumbu ramai vangu ndiri mushwi, uye ndichadzokera ndiri mushwi. Jehovha akapa uye Jehovha akatora, Zita raJehovha ngarirumbidzwe.”

22. Pazvinhu izvi zvose, Jobho haana kutadza kana kupa Mwari mhosva.

Jobho 1