Jobho 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achiri kutaura kudaro, imwe nhume yakasvika ikati, “Moto waMwari waburuka kudenga ukapisa makwai navaranda, uye ini ndoga ndini ndapunyuka kuti ndizokuzivisai!”

Jobho 1

Jobho 1:11-20