Jeremia 9:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi anozvirumbidza ngaazvirumbidze pamusoro pezvizvi: kuti anondinzwisisa uye kuti anondiziva ini, kuti ndini Jehovha, anoita unyoro, nokukururamisira, nokururama panyika, nokuti ndinofarira izvozvi,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Jeremia 9

Jeremia 9:18-26