Jeremia 9:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rufu rwakawira napamawindo edu uye rwapinda munhare dzedu; rwauraya vana mumigwagwa namajaya ari munzira dzeguta.

Jeremia 9

Jeremia 9:19-24