Jeremia 9:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa, dai ndaiva nenzvimbo mugwenga yokugara yavafambi, kuitira kuti ndisiye vanhu vangu ndiende kure navo; nokuti vose imhombwe, ungano yavanhu vasina kutendeka.

Jeremia 9

Jeremia 9:1-12