Jeremia 9:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Maungira okuchema anonzwika kubva Zioni achiti: ‘Haiwa taparadzwa sei! Haiwa kunyadziswa kwedu kukuru sei! Tinofanira kusiya nyika yedu nokuti dzimba dzedu ava matongo.’ ”

Jeremia 9

Jeremia 9:17-26