Jeremia 9:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichavaparadzira pakati pendudzi dzavasina kumboziva uye dzisina kumbozivikanwa namadzibaba avo, uye ndichavatevera nomunondo kusvikira ndavaparadza.”

Jeremia 9

Jeremia 9:12-21