Jeremia 9:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndoupiko munhu akachenjera zvokuti anganzwisisa izvi? Ndianiko akarayirwa naJehovha uye angatsanangura izvi? Nemhaka yeiko nyika yanyangadzwa yava dongo ikafanana negwenga risina angapfuura nomo?

Jeremia 9

Jeremia 9:6-19