Jeremia 8:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakachenjera vachanyadziswa, vachavhunduka uye vachabatwa. Sezvo vakaramba shoko raJehovha, kuchenjera kwavanako kwakadiniko?

Jeremia 8

Jeremia 8:1-15