Jeremia 8:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange shohori riri mudenga rinoziva nguva dzaro dzakatarwa, uye njiva, nenyenganyenga nekondo zvinocherechedza nguva yazvo yokutama. Asi vanhu vangu havazivi zvinodikanwa naJehovha.

Jeremia 8

Jeremia 8:4-11