Jeremia 8:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achava pamhene agorohwa pazuva uye achavhenekwa nomwedzi nenyeredzi dzose dzedenga, zvavakada vakazvishumira vakazvitevera uye vakabvunza kwazviri, uye vakazvinamata. Haangaunganidzwi kana kuvigwa, asi achafanana nomupfudze uri panyika.

Jeremia 8

Jeremia 8:1-11