Jeremia 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ko, takagarireiko pano? Unganai pamwe chete! Ngatitizirei kumaguta akakomberedzwa tindofira ikoko! Nokuti Jehovha Mwari wedu atitongera kufa, nokuti akatipa mvura ino muchetura kuti tinwe, nokuti takamutadzira.

Jeremia 8

Jeremia 8:7-17