Jeremia 8:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, vanonyadziswa netsika dzavo dzinonyangadza here? Kwete, havana kana nyadzi zvachose havambozivi kuti zvinonyadzisa sei. Saka vachawa pakati pavakawa; vachaderedzwa pavacharangwa, ndizvo zvinotaura Jehovha.

Jeremia 8

Jeremia 8:6-22