Jeremia 7:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaita kuti inzwi rokupembera nomufaro uye namanzwi avamwenga nechikomba mumaguta eJudha nomumigwagwa yeJerusarema zvigume nokuti nyika ichava dongo.

Jeremia 7

Jeremia 7:26-34