Jeremia 7:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo iwe chirega kunyengeterera vanhu ava kana kupa chikumbiro chipi zvacho kana kuvareverera; usavakumbirira kwandiri, nokuti handingakunzwi.

Jeremia 7

Jeremia 7:14-24