Jeremia 7:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamakanga muchiita zvinhu zvose izvi, ndizvo zvinotaura Jehovha, ndakataura nemi ndataurazve asi hamuna kuteerera; ndakakudanai asi hamuna kupindura.

Jeremia 7

Jeremia 7:12-18