Jeremia 7:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndokuzouya zvino momira pamberi pangu muimba ino, iyo ine Zita rangu, muchiti, “Takasungunurwa,” makasunungurwa kuti muite izvi zvose zvinonyangadza here?

Jeremia 7

Jeremia 7:1-18