Jeremia 6:27-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

27. “Ndakakuita muedzi wamatare navanhu vangu mhangura, kuti ucherechedze nokuedza nzira dzavo.

28. Vose vamukiri vakaoma mwoyo, vanongofamba-famba vachiita makuhwa. Ivo indarira nesimbi; vose vanoita zvakaora.

29. Mvuto inovhutira zvinotyisa kuti ipise mutobvu nomoto, asi kunatswa kunongova pasina; nokuti vakaipa havangabviswi.

30. Vanonzi sirivha yakarambwa, nokuti Jehovha akavaramba.”

Jeremia 6