Jeremia 6:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa, vanhu vangu, pfekai masaga mugoumburuka mumadota; chemai nokuchema kukuru kwazvo kunge munochemera mwanakomana mumwe chete, nokuti muparadzi achatiwira pakarepo.

Jeremia 6

Jeremia 6:25-30