Jeremia 6:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakapakata uta nepfumo; vane utsinye uye havana ngoni. Vanonzwikwa somutinhiro wegungwa vakatasva mabhiza avo; vari kuuya savanhu vazvigadzirira kurwa hondo kuti vakurwise, iwe Mwanasikana weZioni.”

Jeremia 6

Jeremia 6:16-26