Jeremia 6:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo zvanzi naJehovha, “Ndichaisa zvipinganidzo pamberi pavanhu ava. Madzibaba navanakomana vachagumburwa nazvo pamwe chete, vavakidzani neshamwari vachaparara.”

Jeremia 6

Jeremia 6:11-22