Jeremia 6:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Inzwa, iwe nyika: Ndiri kuuyisa njodzi pamusoro pavanhu ava, icho chibereko chendangariro dzavo, nokuti havana kuteerera mashoko angu, uye vakaramba murayiro wangu.

Jeremia 6

Jeremia 6:17-29