Jeremia 6:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tizai kuti murarame, imi vana veBhenjamini! Tizai mubve muJerusarema! Ridzai hwamanda muTekoa! Simudzai chiratidzo pamusoro peBheti-Hakeremu! Nokuti njodzi yava pedyo ichibva kumusoro, iko kuparadza kwakaipisisa.

Jeremia 6

Jeremia 6:1-3