Jeremia 52:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo rusvingo rweguta rwakapwanyiwa, hondo yose ikatiza. Vakabuda muguta usiku napasuo raiva pakati pamasvingo maviri pedyo nebindu ramambo, kunyange zvazvo vaBhabhironi vakanga vakakomberedza guta. Vakatiza vakananga kuArabha,

Jeremia 52

Jeremia 52:6-10