Jeremia 52:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukuru wavarindi vamambo akatakurawo mbiya, nezvaenga, nemikombe nehari, nezvigadziko zvemwenje, namadhishi nemikombe yaishandiswa pazvipiriso zvokunwa, zvose zvakanga zvakagadzirwa negoridhe yakanatswa kana sirivha.

Jeremia 52

Jeremia 52:18-22