Jeremia 52:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nebhuzaradhani mukuru wavarindi akaendesa kuutapwa vamwe vakanga vari varombo chaivo navaya vakasara muguta, pamwe chete noruzhinji rwemhizha navaya vakanga vazvipira kuna mambo weBhabhironi.

Jeremia 52

Jeremia 52:10-22