Jeremia 51:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Taida kuporesa Bhabhironi, asi haringaporeswi; ngatirisiyei mumwe nomumwe aende kunyika yake, nokuti kutongwa kwaro kunosvika kumatenga, kunokwira kusvikira kumakore.’

Jeremia 51

Jeremia 51:6-10